Hakuna Zita Sera Jesu chords by Songs Of Praise
Guitar chords with lyrics
- Capo on 2nd
Key: G ✝ Verse 1: G C G Hakuna zita sera Jesu, Em D Kana nokudenga, G C G Hakuna rimwe rakadaro, Em D G Zita raM’ponesi. ✝ Chorus: C G Tinoda kuimbira Jesu, Em D Tichimupa mbiri, G C G Ngekuti hatizivi zita Em D G Rinokunda iri.
🎸
Accuracy Rating: - Votes: -
✝ Verse 2: G C G NdiJesu wakafira vese, Em D Wakatida kwazvo, G C G Zvotanga takaraswa zvedu. Em D G Ngezvitadzo zvedu. ✝ Verse 3: G C G NdiJesu wakaita nyasha, Em D Takamukanganwa, G C G Wakati, “Enda hako mwana, Em D G Usazotadzazve.” ✝ Verse 4: G C G NdiJesu wakarapa vanhu, Em D Akavasimbisa, G C G NdiJesu wakamutsa vafi Em D G Kune hama dzavo. ✝ Verse 5: G C G NdiJesu anoenda nesu Em D Kwese tinoenda, G C G NdiJesu anotibatsira Em D G Muupenyu hwedu.
Published:
Last updated:
Your last visited songs
- Songs Of Praise Turn Your Eyes - chords
- Songs Of Praise Bright Enough - chords
- Songs Of Praise Hakuna Zita Sera Jesu - chords
- Songs Of Praise Im Glad You Are Here Acoustic - chords
- Songs Of Praise Végtelen Folyó - chords
- Songs Of Praise I Believe In Jesus - chords
- Songs Of Praise Cuan Grande Es él - chords
- Songs Of Praise Hmong Hymnal - Vaajtswv Koj - chords
- Songs Of Praise Yesu Prabhuni Sthuthinchuta - chords
- Patti Page Mack The Knife - chords